Manyere

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Manyere izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti amanyele kana amanyelo (n. 1. Cast-off smeltings, slag, dross; 2. Ironstone, pig iron).
  • MaZulu vanoti amanyele kana amanyelo (n. Bastard, low-class person; mongrel).

Mazita ari pedyo[chinja | edit source]