Svetuka kuchirochemo

Manyanda

Kubva Wikipedia

Manyanda izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti ilinyanda kana amanyanda pakuwanda (n. Progeny, children) vachireva vana vemunhu.
  • MaZulu vanoti inyanda kana izinyanda pakuwanda (n. Tied-up bundle - as of wood, sticks, grass) vachireva chitsumbu. Sokuti: inyanda yezinkuni kureva svinga rehuni.