Svetuka kuchirochemo

Manje

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuManjena)

Manje (adv. Now; at this time) zvinoreva iye zvino kana iko zvino.

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Manje so. (And now this).
  • Manje unoita sei zvawamitisa mwana wevaridzi? Now what will you do, you made their girl preganant?
  • Fadzi abva pano manje-manje. Fadzi left just now.
  • Manjena kuri kutonhora - kureva - iye zvino kuri kutonhora.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • MaZulu vanoti manje (adv. Now; at this time). Muenzaniso: Manje sengiyabona (Now I see) kureva ndazviona manje kana ndazoona manje.
  • MaZulu vanoti manje (conj. And; and then). Muenzaniso: Wethuka manje wathatha ngejubane (He got a start and off he sped).
  • MaZulu vanoti Manjeke sengiyakhuluma akulhulwe (Well now I am going to speak, let there be silence).
  • MaZulu vanoti isimanje (Modern manners, custom, fashion) vachireva chimanje kana chimanje-manje.