Svetuka kuchirochemo

Manhaka sezita

Kubva Wikipedia

Manhaka izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Olack Manhaka; Chipo Manhaka; Rachel Manhaka; Farai Manhaka.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • Sangho vanoti taka (n. first; original).
  • Sangho vanoti takando (n. prehistory; prehistoric world).