Mangwanya sezita
Mataridziko
Mangwanya izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- Vatauri veIsiZulu vanoti nkwanya (eat solid food).
- MaZulu vanoti nkwanya (supply lavishly with food; give abundant meal).