Svetuka kuchirochemo

Mangachena inoparira parere nhema

Kubva Wikipedia

Mangachena inoparira parere nhema: the white pumpkin gives away the darker one close to it.

Chirevo ichi chinofananidza kukusha mhodzi dzemanhanga - mhodzi yemangachena inowira nekumera panzvimbo imwecheteyo yakawira nekumera nhanga dema. Apa kureva kuti mangachena nekuwonekera kwayo inofumura pane nhanga dema.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]