Mandimika
Mataridziko
Mandimika izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Mandimika (you are always against me) kureva kuti munogara makanditeya kana muchipokana neni?
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.