Mandangu

Kubva Wikipedia

Mandangu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe. Vanhu vekwaMandangu vanowanikwa kwaMandeya,Bethania, Tsonzo kuri kuma Manicaland Province.

Mamwe mazita emhuri anoshandiswa nemhuri yekwaMandangu anosangisa Nyamayemombe uye rekuti Zuva.

Vanoera Dziva Save

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.