Mambokadzi (tsauranisa chirevo)
Mataridziko
Mambokadzi, Amambokadzi, Anamambokadzi kana Vanamambokadzi zvinogona kuturikwa zvirizasiyo:
Utongwa
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]shoko rokuti utongwa riri kumirira "mornachy", panogona kushandiswa shoko rokuti vujumbe kutora kubva kuimwe mitauro ye Chibantu.
- Mambokadzi, kureva munhukadzi anotanga utongwa we Vumambo
- Haranga, kureva mudzimai waMambo
- Shirikadzi Mambokadzi, kureva mudzimai waMambo afirwa, anonzi Queen Dowager kuChingezi.
- Mambokadzi Mhai, kureva anonzi queen mother, uyo ndiye amai weutongwa ugere pachigaro chokutonga.
| Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |
