Svetuka kuchirochemo

Malenga

Kubva Wikipedia

Malenga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Vatauri veSwahili vanoti malenga (1. professional singer; leader of singing; 2. unfermented beer).