Svetuka kuchirochemo

Makuni sezita

Kubva Wikipedia

Makuni izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tendai Makuni; Simbarashe Makuni; Kezito Makuni; Rutendo Makuni.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Tumbuka vanoti makuni (trees) vachireva miti.
  • VaWabo vanoti kuni kana makuni (n. log) vachireva danda.
  • VaGungu vanoti makuni (n. hospitality; friendly, caring, generous, kind behaviour towards others)