Svetuka kuchirochemo

Makumbira sezita

Kubva Wikipedia

Makumbira izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Christopher Makumbira; Vongai Makumbira; Portia Makumbira; Tawanda Makumbira.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • Maconde inoti likumbila kana makumbila pakuwanda (n. water melon) kureva nwiwa.
  • Maconde inoti -kumbila (n. drink) kureva kunwa.