Makova
Mataridziko
Zita rokuti Makova rinowanikwa muZimbabwe richireva munhu anogova zvinhu kana anopakura zvidyo.
Vanhu vane zita iri: Patrice Makova.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- MaZulu vanoti amakoba kana amakhoba (n. husk of grain e.g. sorghum; ear of corn empty of seeds) vachireva magufu.
- MaZulu vanoti amakoba kana amakhoba (Worthless people or things).
- MaZulu vanoti isikhoba (n. Ear of corn empty of seeds. ) vachireva bungu rechibage kana guri risina chibage.
- VaMakua vanoti makova (husk) rinotaurwa mururimi rwe.