Svetuka kuchirochemo

Makotore

Kubva Wikipedia

Makotore izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Dudzai Makotore; Faith Makotore; Tarisai Makotore; George Makotore.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu.

  • Herero inoti kotora (vt. bring back, cause to return, claim; get back what is yours; reclaim). Mamwe mazwi: okukotora (act or process of challenging as a due or right).
  • Herero inoti kotora (retrieve; reclaim, recover, cause to return; call back; bring back to a former place or state) vachireva kudzosa munhu kana chinhu.
  • VaWanga vanoti okhukotola (turn aside from the path; go around a bend) vachireva kutsawuka.
  • VaTaabwa vanoti kukotola (v. to dismiss, to discharge; send away).