Rukweza

From Wikipedia
(Redirected from Makoto (rukweza))
Jump to navigation Jump to search
Grain millet, early grain fill, Tifton, 7-3-02.jpg

Rukweza (Millet) idzinde rinenge huswa rinembeu dikidiki dzinodyiwa sechikafu uye dzinde iri rinoshandiswa sechikafu chezvipfuyo, nokubikiswa sadza nedoro. Rimwe zita rinoshanda nderekuti njera.

Muno muAfrica rukweza rwakawandira kuNigeria, Niger, Mali, Senegal neBurkina Faso. Rukweza runorarama munzvimbo dzinopisa dzisina mvura yakawanda, runorarama makore enzara.

Mamwe maDuramazwi anoti zviyo riturikirwe kunzi grain in general, kureva mbesa dzose dzinorimirwa kuti dzigodyiwa tsanga. Picture of rukweza is wrong. Rukweza is also called rapoko and zviyo or mungoza. In Zimbabwe it is grown in Chipinge, especially Chikore, as well as parts of Murewa. The picture displayed is not correct.

Mhando dzerukweza[chinja | edit source]

  • Izwi rokuti zengwe (millet) rinotaurwa kuKalanga.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • Njera (the day's portion of grain).
  • Dzinda (A little on grinding stone)
  • Muchokotwa (abundance of grain).
  • Koto kana makoto (empty ears of finger millet) zvichireva hura hwerukweza husisina mhodzi mushers mekupura. Vanokotorodza makoto mushure mejakwara.
  • Hura (ears of millet or sorghum) kutaura nhengo dzakabata mhodzi dzerukweza kana mapfunde.
  • Shiri dzinomhumha pamurwi werukweza. Kumhumha zvichireva kumomotera.
  • Mande (1. Black Finger millet grains; 2. Particle of crushed grain).
  • Jekechera (Stalk-flowering. Rukweza namapfunde nemhunga nechibage zvinoita jekechera, asi nyimo nenyemba nenzungu zvinoita maruva.

Tsumo[chinja | edit source]

Njera yomusaririra ndiyo yeshiri. The grain left in the (field) is for the birds.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Izwi rokuti kuhola kana kuhula (thresh, harvest millet, peas etc.) rinotaurwa mururimi rweMaconde.
  • Vatauri veChewa vanoti mapira (millet, sorghum).