Svetuka kuchirochemo

Makope sezita

Kubva Wikipedia

Makope izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Rumbidzai Makope; Richard Makope; Edmore Makope.
  • Makope zvinotaura maererano nemakotsiriro anoita munhu. Mumwe anganzi ane makope etsuro kureva kuti anokotsira akavhura maziso setsuro.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaVenda vanoti makope a mavhele (n. cobs of maize) vachireva miguri yechibage.