Svetuka kuchirochemo

Makopa

Kubva Wikipedia

Makopa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Patrick Makopa; Tafadzwa Makopa; Freeman Makopa; Tatenda Makopa.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.