Makawa
Mataridziko
Makawa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe. Makawa zvinogona kureva gava pakuwanda.
- Vanhu vane zita iri: Oliver Makawa; Tawanda Makawa; Patrick Makawa; Josh Makawa aishandira ZBC.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaGanda vanoti kawa (v. weep) vachireva kuchema. VaKongo vanoti makawa (n. pith in the mid-rib of a palm).
- VaYao vanoti kukawa (v. delay). VaZigula vanoti kukawiza (v. to detain, to delay).
- VaZigula vanoti kukawa (v. delay; to tarry; loiter; linger; dwadle; be late).
- VaLenje vanoti kawa (v. dig, dig up; procure by digging e.g. roots or medicines).
Mazita ari Pedyo
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Chikawa sezita remhuri.