Makaka
Mataridziko
Makaka izita remhuri muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Ashley Makaka; Kunashe Makaka; Tinashe Makaka; Alois Makaka.
- Pane chinonzi kukaka nharo.
Mitauro yeAfrica
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Kikongo inoti makaka (n. loud laughter) kuseka nezwi repamusoro. *Lenje inoti kaka (deny, contradict) vachireva kuramba kana kupikisa.
- Uyo Ibibio inoti kaka (v. show off, become pompous) vachireva kuvhaira kana kuzvinzwa.
- Maconde inoti makaka (dried pieces of cassava) vachireva mufarinya wakawomeswa. Uyo Ibibio inoti kaka (n. show off, become pompous).
- Luwanga inoti likaka kana amakaka (thorny branches, used for closing a path). Tiriki inoti likaka kana makaka (n. thorny branches closing a path).
- Luwanga inoti amakakha (n. itch, scabies). Tunen vanoti mà≠àkáká (n. soot) kureva chiny'ai.