Majore

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Majore izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tendekai Majore, Ignatius Majore.
  • Dyore kana tepi (Slim, attractive girl). Idyore romusikana: that is a pretty.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti jola (v. 1. Smoke hemp by mixing the smoke with water held in the mouth, passing the smoke and water through ahollow reed to the ground).
  • MaZulu vanoti jola (v. Steal) vachireva kuba. VaGulu vanoti ku-jola (v. flog).
  • VaZigula vanoti kuchora (draw, drawing; sketch, sketching; paint, painting).