Svetuka kuchirochemo

Maiwe

Kubva Wikipedia

Maiwe kana Amai we, mazwi anotaurwa nemunhu ari kuchema, atyswa nezvaaona kana ashamisika.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Baila vanoti mawe (dear me: expresses surprise, distress) kududza kushamisika kana kutya.
  • Baila vanoti mawe budio (expresses great distress) kududza kushamisika kana kutya kukuru.