Svetuka kuchirochemo

Mahaka sezita

Kubva Wikipedia

Mahaka izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaLozi vanoti mahaka (n. manacles, handcuffs) vachireva makechemu.
  • VaSangho vanoti lihaka kana ligba (meas. standard).