Magwegwe sezita
Magwegwe izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- KuBulawayo kune mana anonzi Magwegwe.
- Gwegwe kana magwegwe (Hide-and-seek) zvichireva chamuhwande muhwande..
Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.