Magwada sezita

Kubva Wikipedia

Magwada izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Farai Magwada; Rumbidzai Magwada; Ruth Magwada; Dominic Magwada.
  • Gwada kana magwada (1. Congealed mass 2. Lump e.g. frozen mass, hail)

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.