Magogo
(runangakatsva kubva kuMagonga (dzidzo))
Mazwi okuti magogo kana magonga (conflicting alternatives) rinoreva zvinhu, nzira kana pfungwa dzinopikisana dzisingawirirane. Nokumwe kutaura tingati migogo.
Tsika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Vakomana vemuraini vaitamba bhora remagogo - kureva kuti vaitamba bhora remari rokuti vahwinhe saka nderekubayana kuti vakunda vawane mari.