Kugobora

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMagobo)

Kugobora (de-stump) zvinoreva kuchera nekutema magutsa anosarira kana munda waundwa watemwa miti kuti vanhu varime zvirimwa. Chinangwa chekugobora kuti munda urimike zviri nyore gejo risingabatire pazvigutsa. Kana vanhu vaunda munda chinotevera kugobora zvigutsa kana kuti magobo.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaWabo vanoti ogobola (v. break) vachireva kugura. Zigula vanoti kugobola (to tear off - harvest; harvest by tearing off).
  • VaZigula vanoti kugoboleka (be harvestable by tearing off). VaZigula vanoti kugobolwa (be harvested by tearing off).
  • Swahili vanoti goboa kana koboa (v. break; break off; pluck off) vachireva kugobora.