Svetuka kuchirochemo

Madziwa

Kubva Wikipedia

Madziwa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Vatauri veChewa neSwahili vanoti maziwa (breast milk) kureva mukaka wezamu raAmai.
  • VaDigo neVaTaita vanoti maziya (milk) kureva mukaka.