Svetuka kuchirochemo

Madira

Kubva Wikipedia

Madira izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tinashe Madira; Eugene Madira.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • BaKalanga vanoti madila (n. sour milk). Hadiyya vanoti dilliisukko (to unload; to let something drop; to miscarry; to reduce).
  • Hadiyya vanoti dilla (downhill; down). Mamwe mazwi: dillukko (vi. to descend; to go down; to decrease; to become able to walk). Fananidzai nokuti kudhirika?