Svetuka kuchirochemo

Madinda

Kubva Wikipedia

Madinda izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaGungu vanoti idinda kana madinda (n. xylophone) kureva marimba.
  • VaGungu vanoti idinda kana madinda (n. pleat) kureva mamino.