Machipisa sezita
Mataridziko
Machipisa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- Barotse vanoti macipisa (n. someone selling at low prices) kureva munhu ari kutengesa nemutengo wakaderera.