Mabviriro
Mataridziko
- Mabviriro (1. Customary. or habitual, first step in a chain of events or emotions)
- Mabviriro (Customary method of departure) - apa kureva tsika yemaitirwo anotevedzwa kana munhu oda kubva pane vamwe.
- Mabviriro (1. Source. 2. Starting point) - apa kureva pamavambo panovambira chinhu.
| Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |
