Mabvumbo

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMabvambo)

Muchidzidzo chezvipenyu mabvumbo kana bvumbo (inherited quality) zvinoreva nhodzerwa dzichitaurwa pamaitiro emunhu kana chimwe chaanogona kuita. mabvumbo angava ekugona kurima, kuvhima kana kuita mabasa ehumbavha.

Vamwe vatauri vanodana mabvumbo kuti madzinza.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Mukomana uyu akamutsa mabvumbo ekwaAmai vake ekurima rukweza.