Ma Nhamba
Mataridziko
Uku ndiko kuverengwa kwema Nhamba muchishona (1 - 100 in English). Ma nhamba anoshandiswa zvakasiyana siyana zvakafanana neku verenga mari, zvibodzwa kana nhamba dze runhare.
- 1 – motsi
- 2 – piri
- 3 – tatu
- 4 – china
- 5 – shanu
- 6 – tanhatu
- 7 – nomwe
- 8 – sere
- 9 – pfumbamwe
- 10 – gumi
- 11 – gumi neimwe
- 12 – gumi nembiri
- 13 – gumi nenhatu
- 14 – gumi neina
- 15 – gumi neshanu
- 16 – gumi nenhanhatu
- 17 – gumi nenomwe
- 18 – gumi nesere
- 19 – gumi nepfumbamwe
- 20 – makumi maviri
- 30 – makumi matatu
- 40 – makumi mana
- 50 – makumi mashanu
- 60 – makumi matanhatu
- 70 – makumi manomwe
- 80 – makumi masere
- 90 – makumi mapfumbamwe
- 100 – zana