Lcd

Kubva Wikipedia
THIS PAGE IS ABOUT LCD

Edit

Lcd definition inoti liquid crystall display.Inoshandisa maorganic elements nemanon organuc elements.Lcd inoiswa pamawire madikidiki aripascreen.Wakabatidza phone yako unoona mabox madikidiku wakanyatsotarisisa.Maboxi iyayo emawaya ndeanoti pazobuda matext pascreen ari emacolor akasiyana zvichienderana neliquid crystall iripo.


LIQUID CRYSTALL

Liquid crystall inogadzirwa nemaorganic matters nemanon organic.Zvinhu zvakaita sesoap solution inokwanisa kuita liquid crystall.Lcd inokonzerwa kuti ibake neback light.Wakuvhura lcd unoona like chimirror cheplastic.Ichi chinoshandiswa kuti light rerflect richienda mbera kwete kuti rebude nekunze.Kunota chimwe chinenge chinemalights icho chinoti kana malights abaka chese icho chinoti screen yese ibake.Kozoita cheblack ndichk chinova nemawaya maduku akawandisa akaita criss cross.


HISTORY

Kudhara kwakanga kune cathode ray tube .Matv aya akanga ainegotsi.Aishandisa inonzi electron gun yakananga paphosphor screen.Screen iri rinobaka kana paitika radiation from electron gun.Crt akabviswa akaiswa lcd , lcd iyi ndoyakushandiswa pamaphone nepamaplasma.


Uses

Lcd anoshandiswa pamaphone nekuti haite heat iya seinoproducer mucathode ray tube.Lcd now are cheaper than macathode ray tube (crt).Malcd anoshandisa complicated technology nekuti kuisa mawaya madiki aya kunodhura.Malcd achipa nekuti akungoshandiswa pamacommunication systems. Mundege pakucheka weather nepamawatch.