Svetuka kuchirochemo

Kwande

Kubva Wikipedia

Kwande izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaLozi vanoti kwande (outside) vachireva panze kana kunze.
  • VaLozi vanoti kwand'a ( apart from, except) vachireva kunze kwa kana kunze kwe.
  • VaLozi vanoti Kwand'a mwana ka yo hakuna usili ya ka ni tusa kureva kunze kwemwana wangu hakuna mumwe anondibatsira.