KwaZulu-Natali
Mataridziko
KwaZulu-Natali (zu. KwaZulu-Natali, inonzi KZN) idunhu reAfurika Chamhembe rakanarwa muna1994 pakasanganiswa KwaZulu rehubanthu[1] hwemaZulu ne Dunhu reNatali nehurumende. Rakagadzikwa nechekuchamhembe-chemabvazuva enyika, ine rutsaragombe[2] rurefu paGungwa re India. Rinogova muganhu nemamwe matunhu matatu uye nyika dzinosanganisa Mzambuko, Eswatini ne Vusutu. Gutaguru rayo iPietermaritzburg, uye guta rikurusa rayo iDurban, ririro futi guta rine mapoti makurusa muAfurika yekutsi-kwesahara. Ndiro futi dunhu rechipiri rinehuwandu hukurusa muAfurika Chamhembe, mushure meGauteng.