Svetuka kuchirochemo

Kuzora sezita

Kubva Wikipedia

Kuzora izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tapiwanashe Kuzora; Junica Kuzora; Yeukai Kuzora; Takunda Kuzora.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Chimbalazi vanoti pakkah (v. to paint; apply ointment, oil, lotion etc) kureva kupendha kana kuzora.
  • Churama vanoti pirii (v. to coat; to smear; spread; cover with) kureva kuzora. Mamwe mazwi: pirimma (coating action).
  • Barotse vanoti -kwaka (v.t. to rub medicine) vachireva kuzora mushonga. Kasem vanoti boore (v. rub, smear) kureva kuzora.
  • Zaar vanoti cika (v. do a lot). Fananidzai nokuti kuchikichira.