Svetuka kuchirochemo

Kuyedza Chokudya

Kubva Wikipedia

Kuyedza Chokudya (to offer food) zvinoreva kukoka mumwe munhu kuti auye adyewo pauri kudya.

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Ko nhai Panganayi hauyedze vamwe zvauri kudya here?

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaRundi vanoti gufungurira (to offer to eat) zvichireva kuyedza vamwe chokudya.
  • VaRundi vanoti gufungura (1. to dine, to eat; 2. to serve food) zvichireva kudya.
  • VaRundi vanoti gufungura (to dilute) zvichireva kutuvidza.
  • VaRundi vanoti gufunguza (to ask for food or drink; to dilute with) zvichireva kukumbira chokudya kana chokunwa.