Svetuka kuchirochemo

Kuwomera

Kubva Wikipedia

Kuwomera zvinoreva kusada kuburitsa mari panguva dzokunge munhu akafanirwa kunge achiburitsa mari yokubhdhara zviripo zvinofanirwa kuitwa. Apa kazhinji panenge pachitaurwa munhu anayo mari asi asingadi kuishandisa.