Zororo

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKuvhakacha)

Zororo kupumhura, kubumhudza kana kuwusha (rest) kureva kumbomira kuita basa kuti nyama dzizorore.

  • Chizororo, pazororo, panzvimbo yekuzorora (resting place).
  • Rushinga (Restlessness, impatience) apa kureva kusagadzikana mupfungwa kana mumoyo - kazhinji kunoitika kana zvinhu zvisina kumira zvakanaka.
  • Bumhudzo (resting place) apa kureva nzvimbo kana nguva yekuzorora.
  • Kubumhudza (to rest; make to halt for rest) apa kreva kumira basa kana chiri kuitwa kuti vanhu vazorore.
  • Kudenutsa (rest) zvichireva kuzorora kumutauro weChiKorekore.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Vhakacha (go on holiday) iri rinorevakufamba kune imwe nzvimbo nechinangwa chekunozorora uchifurwa nemhepo. Izwi rokuti kuvhakacha rinotodza chiPortuguese chinoti vacacao - go on holiday.
  • Ndaremba (I am weary) iri izwi reChiNdau.
  • Kuzumba (rest at noon, take siesta) kureva kuzorora masikati.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]