Kuvandama

Kubva Wikipedia

Kuvandama kana kuvanza (speak evasively) zvinoreva kutaura usingabude pachena.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • MaZulu vanoti ebanda (v. equivocate) vachireva kuvandama.