Kutyaira

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kutyaira (driving) zvinoreva kufambisa motokari, rhori kana bhazi.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Barotse vanoti mucaeli kana bacaeli (n. driver (Scotch-cart).
  • MaZulu vanoti ukushayela (o drive) vachireva kutyaira. VaTsonga vanoti muchayeri (n. driver) vachireva mutyairi.
  • VaVenda vanoti -tshimbidza (n. drive car, bus etc). Mamwe mazwi: mutshimbidzi (n. driver).