Kututa

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Muchinyorwa chino shoko rokuti kututa (conveyance, carrying away) riri kushandiswa kutakura nhumbi kana midziyo kubva pazviri kuenda pane imwe nzvimbo.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • MaZulu vanoti thutha (Carry away, convey, transport; transfer; evacuate; move house) kureva kututa. Mamwe mazwi: Intutho (n. Load; cargo; freight. 2. Transport).
  • Kimbundu vanoti kututa (v. 1. to charge; 2. carry, transport). Sangho vanoti tuta (v. gather).
  • VaLozi vanoti mututo (n. habit of moving from one place to another) vachireva kugarotuta. Mamwe mazwi: mututi (n. a person moving from one residence to another).
  • MaZulu vanoti thutheleka (Assemble, gather together at one place ; be collected at; stream along, flow into). lmifula ithutheleka elwandle. (Rivers stream towards the sea).
  • VaZigula vanoti kututa (carry in large numbers going back & forth; 2. to load up; 3. to haul). Mamwe mazwi: kututwa (taken in a large number of loads; loaded in large numbers).