Svetuka kuchirochemo

Kutunga

Kubva Wikipedia
  • Kutunga kana Kudungira (string together) zvichireva kutungira chuma pashinda.
  • Kutunga (to pierce; poked with; stabbed) kureva kubayira - sokuti kutungwa nenyanga yemombe.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaDigo vanoti chita kana kudunga (to pierce, drive a stick or peg into the ground).
  • VaTonga vanoti tunga (thread, sew) vachireva kutunga. Mamwe mazwi: vanoti tunga (to penetrate) vachireva kubayirira.
  • VaTonga vanoti tunga (form a line) vachireva kuita mudungwe.
  • Kinande vanoti erithunga (v. invent).


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.