Svetuka kuchirochemo

Kutumbura

Kubva Wikipedia
  • Kutumbura (To give birth to) Amai vekubereka ndivo nyakutumbura.
  • Kutumbura Munzwa (to take out a thorn, to take something out of eye) zvichireva kubuditsa munzwa kubva munyama mawakabaya.
  • Kutumbura Matumbu (eviscerate, disembowelment) kureva kubaya nokuburitsa matumbu nedzimwe nhengo dzemukati.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaBemba vanoti tumbula (to cut open) kureva kutumbura.
  • Yao vanoti kutumbula (to gut, to open an abcess).
  • Swahili vanoti tumbua (1. eviscerate, draw poultry; 2. open up, cut open, make a hole; 3. dissect).
  • Barawani vanoti t'uumbula (perforate, make an opening) kureva kutumbura.


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.