Svetuka kuchirochemo

Kutsokera

Kubva Wikipedia

Kutsokera (to stuff into a bag, pouch or other container; fit into) kutsindira zvinhu mubhegi kana saga.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Lugwere vanoti kusoka (to insert, fit into, slot in) zvichida vanoreva kutsokera.
  • Kikongo inoti soka (to put in many things, one at a time or few at a time, to pack full) kureva kutsokera.
  • Lugwere vanoti kukotika (to insert, fit into, slot in) zvichida vanoreva kupinza.