Svetuka kuchirochemo

Kuti

Kubva Wikipedia

Kuti (that; if).

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Unoziva kuti zuva haridzime, kana radoka pauri rinenge rakavheneka rimwewo divi renyika.
  • Ndakanga ndichida kuti udzidze kusvika University.
  • Chinoziva ivhu kuti mwana wembeva ari kurwara.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Nyaneka inoti okuti (adj. so; thereby; therefore, thus).