Kuteerera

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKutetekera)

Kuteerera (listening) zvichireva kuteya nzeve kuti unzwe zviri kutaurwa kana kuimbwa kana kurira.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaNyungwe vanoti -tetekera (listen) kureva kutetekera. VaNyakyusa vanoti pilika (hear; feel) kureva kunzwa.
  • VaYao vanoti pilikana (to heed to; to hear; to feel; to understand; obey). Mamwe mazwi: pilikanila (to listen) vacchireva kuteerera.
  • Ila inoti kutelela (to hear, to understand, to feel, to obey) kureva kunzwa. Mamwe mazwi: kutelelana (to hear, to understand each other) kureva kunzwanana.
  • Kimbundu vanoti -tongonoka (understandable) kureva kunzwisisika.
  • Mbugwe inoti tέέrerέra (v. listen) kureva kuteerera.