Kupa Kutenda

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKutenda (Kuvonga))

Kutenda (to thank) zvinotaura mashoko kana chiito chekuyemura zvakanaka zvaunenge waitirwa kana zvaitirwa musha kana mumwewo munhu waunoda.

Tsika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaShona vanoti kusatenda huroyi - zvikurusei kana munhu waitirwa zviri pachena kuti izvi zvakanaka uye zvinoyemurika.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaGanda neDigo vanoti tenda (v.a. to praise; glorify) kureva kurumbidza.
  • VaGungu neDigo vanoti kutenda (praise; express approval or admiration).
  • VaGwere vanoti kutenda ( praise, compliment, acclaim, herald, hail, commend, approve, applaud, eulogise, extol, glorify, honor, give credit, laud) vachireva kupa kutenda.
  • Baila vanoti ku lumba (to thank) kureva kupa kutenda. Mazwi Anotodzana: mulumbi (thankful person) kureva munhu anotenda.