Svetuka kuchirochemo

Kutambira

Kubva Wikipedia

Kutambira, kugashira kana kugamuchira (receive, accept) zvinoreva kutora mumawoko chinhu chauri kupiwa.

  • Muzvina chitoro anotambira mari kubva kumutengi asati apereka nhumbi dzatengwa.
  • Mutungamiri wenyika atambira mashoko abva kuvagari veVhengere kuRusape.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]